I liked that part yekuti "mwana haaudzire mubereki zvekupfeka", it made the whole drama meaningful because i was thinking to myself, kuti zvinoita here izvi. Your wife definitely did a good job, she performed more than i was expecting. mhamhito, queen as always. thandie tanga tamusuwa. even though your skits are getting longer, inopera usina kumboona kufamba kwe nguva. there is this guy ari pa "pastor and decent girl" weku nyimwa chikafu. that guy is good, anogona. the magtom family has talented people though, list racho hariperi. easy handisi kuvaona muma series andirikuona, ngavambopota vachimbo dongorerawo muna neighbour umu
i also like how the performers are growing and getting better. that's how most of us are. some people are born natural. some have to learn and get better which is a beautiful thing. Thanks magtom
Neighbor makapenga kkks mudrip umu nhaimi kkks Tandie I love you shamwari , she’s naturally talented ande zviri effortless. I wish you the best l girl . Keep it up 🙏🏿🙏🏿
Tandie for Hollywood. Ko ngatingoitawo maAcademy to promote this young and raw talent sezvinongoitwa ku Bhora. I am saddened that such promising talent inozongoperera after marriage.
Team Thandie let’s gather here 🥂🔥🔥🔥🔥
Tandi ma1 k salute
@@karenmawanza2616 kanopedza masports!!!
Yooo yooo yooo
Thandi's future in the film 🎥 industry is very bright. She is a bomb. She can lift our flag high into the international community. 🏆🏆
P
True she is super star
A true super 🌟 star
Face of our country
Here for Thandi she is flawless and natural haaite sevanhu vanoita senge vakuverenga script.
Kid, kid chaiyo 😂😂😂😂😂
Patone umwe munhu mukuru ariimo waanotokunda pane anonzvenga camera nemaziso zvinooneka but haa tandi karikuseri ahatomboratidze
@@TatendaClive kkkk I rhnk ndamuziva wamuri kutaura
@@Rumbie87 yeah kkkkkkk
@@Rumbie87 anobuda ku CA umu ahamo
Posting everyday isn't an easy job, well done MagTom🔥🔥
Its actually a fulltime job, cz creating different storie lines everyday is not easy
Different thing everyday for that matter
The young neighbor is amazing today!!!
Pastor ariye zvekare Tom tom ariye zvekare Nebha ariye zvekare sliemie a man himself Thompson makaipa guys magtom yese I salute u mahuchi
Ko anopfeka t-shirt yakanzi Thomas wani. Mukat nditompson iyeyu
Young neighbor Tandie never disappoint kkkkkk hanzi ndipei henyu shirt yenyu ndiite dress
Young neighbour Thandi never disappoint kkkkkkk hanzi yangova yo yo yo
Cheers to Thandi may God increase your territory girl
Tinokutendai nekuwedzera maProductions enyu.... Muri kutifadza zvakanyanya... Keeping us entertained throughout the week!! 🔥🙏
kutenda chaiko
Wizkid wasup mheni😴😴🤣🤣🤣🤣
J Munoz thanks for the music 🎶 that's quite excellent in this drama
Neighbour Neighbour is the best Magtom media production. Vanowirirana neni huyai pano😜 I laugh every time kasingapere
Vakomana ve Drip ndivava vakomana vanopisa pataundi ndivava 😂🤣😂🤣
Kkkkk
Vasingaite 2 days ndivava
@@pauhmukanjari8096 ukuziva wani kkkkkkkk
🤣🤣🤣🤣🤣🤣
🤣🤣🤣🤣
Thandie to the fullest,
Kakuseka ka neighbour kari contagious ndiri kungokaruka ndaseka vachiseka 😅😅😅😅😅😅
Pfacha ndirikudivi remkomana akuda kudanwa achinzi WizKid nemwana wake::; haaaaa azviramba mwana kuti KID baba vake aiwa ipapo HOOOOOO Neighbour dzoka muZim KuAmerica kwauri akusikwako uku:; hezvo naNeighbour wakuita sewakuvatuka Yoooo Wasup Neighbour kkkkkkkkk:;,
Totenda musikana wemaSpagett hanzi kutotanga izvozvi pfeka zvako zviye nekaHat kako kaye ndozvandakakuda uri kkķkkk
So Much Thank You Team Magtom Mbabvu dzakurwadza idziii...
Thandi is a good actortress natural talent
Munhu akatanga neDrip Mwari ave naye 🤣🤣🤣🤣🤣
Ko chirungu manje kkkkkk haaaaaa baba ava bodo, hanzi naNebhakadzi Nebha muka muka, ndini bhururu wako 🤣🤣🤣🤣🤣
😂😂😂😂😂😂😂
Thandie azvitadzawo zvababa wake 🤣🤣🤣🤣🤣, hanzi baba wangu vapindwa nei nhai weduweee kkkkkkkkk
Love your hair baby girl ❤️❤️❤️
Apererwa kuti pe ufunge zvako baba vachishooter mafirimu. 😀😀😀
Hey yo wassup neighbor, slimmie. Ka kkkk
Haa pandiuraya mhani ......gaaaaaaaaaaa
Thandi is the best actor she knows what she is doing
Thandi wakanyanya. Welldone u improaved a lot. Hanzi asi hembe dzacho dzinouya ne soft ware ye chi nigga hre
it's not easy to post 5 project a week well done magtom 🥰🔥🔥
Chirungu nebha 😅🤣😅🤣😅🤣🤣😅🤣😅🤣🤣🤣🤣🤣🤣😍🤣
Keep going Magtom shamhu ye stress 🔥🔥🔥Wiz kid mandinakidza nebha
Guys ndadambuka mbabvu ne deep ,wskdy and yo yo yo kkkk well-done tandie my favourite
I like the way slimie n manito call each other neighbor neighbor
😅😅😅😅 Slimmie ka. Nhasi wandityora nedeessing chete haaa huye bodo hwii🤣🤣🤣Mkadzi mushonga unorapa shuwa. Thx team.
Hanzi whatsapp nebhaa haa ndafa ini gagagagagagagagaga gaaaaaaa chirungu chechi nigga manje .....
@@miriammuluku3049 kkkkkk haaaa shamhu ye stress idi kudhiniwa kwese kwabva kwapera😂😂😂
Thandi is such a natural talent
I liked that part yekuti "mwana haaudzire mubereki zvekupfeka", it made the whole drama meaningful because i was thinking to myself, kuti zvinoita here izvi. Your wife definitely did a good job, she performed more than i was expecting. mhamhito, queen as always. thandie tanga tamusuwa. even though your skits are getting longer, inopera usina kumboona kufamba kwe nguva. there is this guy ari pa "pastor and decent girl" weku nyimwa chikafu. that guy is good, anogona. the magtom family has talented people though, list racho hariperi. easy handisi kuvaona muma series andirikuona, ngavambopota vachimbo dongorerawo muna neighbour umu
i also like how the performers are growing and getting better. that's how most of us are. some people are born natural. some have to learn and get better which is a beautiful thing. Thanks magtom
Thandi kakanyanya kkkk kids hr
Ohhhh lm her for thandi thankyou guys mhamhito to the fullest
Thandie is good, can you allow her to mix Shona and English when acting. We wanna see her in Hollywood
i just started laughing for no reason when i got the notification....i love mamhito she's got the most beautiful smile....all the way from Seoul 🥰
Ndapedza kuiona ndichisrka iwe
Those putting a like before watching let’s gather here please
Neighbor makapenga kkks mudrip umu nhaimi kkks
Tandie I love you shamwari , she’s naturally talented ande zviri effortless. I wish you the best l girl . Keep it up 🙏🏿🙏🏿
Drip drip Slimy kana
Drip drip ya neighbor
Kkkkk Hanzi nathandi nebha nebha kkkk haaaa like father like daughter
Magdom number 1 munondigonera.Thandie sazita wangu you are shinning
Mazuvano varikungoti yoh yoh yoh🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣Thandie hauna kumbosiyana nababa vako🔥🔥🔥🔥🔥🔥💯
Hahahahahaha hanzi ngetani yeGoridhe🤣🤣🤣🤣
Love conquers everything slimie wabvisa drip bcz of love kkkkkkkkk.
Weldone two of my favourites mhamhito and Thandi
Tandie for Hollywood. Ko ngatingoitawo maAcademy to promote this young and raw talent sezvinongoitwa ku Bhora. I am saddened that such promising talent inozongoperera after marriage.
Vakomana vee drip awoyii topisa gys keep it up 🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥
Drip 💧 drip 🔥😂😂
Thandi ane natural talent
Thumbs up to the young girl. Very impressive. Talent packaged 📦 👏
today I just want to big up Thandie my best youngest zim actress...makaipa, guys keep it up
Kna Thandi azviramba zve drip drip
Thandi is a natural talent
Haaaa bb rine power rochinjisa zvinhu ...but team makanyanya keep going sando dzenyu rikiti bvuuuuuuuu
Neighbour Tandi you are amazing keep it up
Well done Thandi keep the fire burning you are so talented
we like first before watching.......makanyanya team magtom
Chitrouse ichi ukachipfeka nema socks unenge wauraya mucheno, mucheno weDrip 🤣🤣🤣🤣🤣
Fashion raana Kanye West naWizkid kkkkk ipai Thandie aite hake dhirezi
Hanzi ukuramba kuno blinkiswa kuchikoro, mwana akati ndoto kumbira zvangu Nebha auye kuConsultation 🤣🤣🤣🤣🤣
Thandie is a well talented girl she is the best young actress
U a the best guys keep it up lots of love Thandie
Slim you are talented man, you fit on any character. Keep it up man
Slimmy wandiuraya nhasi chirungu coz hembe dzabva UK kkkkkkkk Thandie u r talented keep on going girl🥰🥰🥰
mwana wa Wizkid🥵🥵🥰🔥🔥🔥
Hoyoooo 😂😂😂😂 magtom media shamhu yestress handina nhamo panyika kana ndichigara ndichiona imi ngazviende mberi
Thank you guys for posting frequently. I’m very excited that I get to watch everything keep on working hard
Young neighbour wazviramba zvekufamba nababa vakapfeka drip😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂
Thandi ❤️ wiz kid neibhor waita mwana akushairwe chagara pauri
True mwana ashaya mupanda wekuisa baba vake 🤣🤣🤣😅😅😛
Baba vangu vapindwa neiko in Thandi's voice🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣
Baimi mazihembe akabvepiko ayo asi makavhura bhero rana Chiyangwa kkkk
Haa rudo gwunotonga ndati drip yatosara nokuda kwelove zvokwadi, pamberi norudo ❤️❤️❤️
Since ndichiona episode iyi ya neighbor this one been my best of it
Ndikuda ku subscriber kechi 2
I don't understand sishona but this dramma it's good I can see better future for that young girl haa thandy anogona hake
Thandi is the best watora matsimba ababa vako well done
Vhudzi raThandie🔥🔥🔥
Love is beautiful Nebha wabvisa dhirpi
Ha ha ha ha ha ha ha ha this is Zimbabwe handiudzirwe zvekupfeka nemwana wandakazvara
vakomana vedrip ndivava , singing hangu😂
Imikani kupima hembe pa scale hre 🙌🙌🙌🙌🙌🙌
Silim you have made my day 🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣rich kids
Slimie sando dzako you're building a talent kumwana she is a big actress
I drip Thandi ndochirungu 🙂🙂🙂🙂🙂🙂🙂🙂🙂 Slimmie usaitisa mwana stress
Well done guys
The only platform I LIKE before I watch .
“Izvi Siya izvi “ in nebha’s voice 😂😂😂😂
Trouse ndoisa sipo ndichipfeka kana ndaa kubvisa ndodira mvura 🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣 zviriko here izvi
Nebha vakatumirwa hembe zvese nema notes echirungu 😅😅😅😅😅
Kana sis weku Tuckshop vasekawo 🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣
Magtom muri kuona zviri kuitika musociety chaizvo. Ndiwowu zveshuwa mupfekero uri kuitwa netwukomana twepagetto. Katrousers kapombi zvako obva ati zibhutsu rino rakadai kuti uti i pick here kana kuti bhidha unotozvishaya apo zihembe hero zimuguvhururu haaa zvakaoma
gegegege Kanye West,, Wizkid haaa ini ndaseka nhasi Slimika usatikuwadze kudaro
Tandie waramba smart ra Kanye kkkkkkkkk
1 mwana anoziva chirungu azviite ndikutiiti kid 😂😂😂😂😂😂😂👏
You are the best guys
Thandie on fire 🔥 ndiye ane chimuti tora hummer baby girl
Well done Thandie ,pure talent
#Ngetaniyegoridhe
Akatanga ne drip ka denga rako ririkure idi..
Thandi azviramba
Slimmy wedrip 🤣🤣😂 to those vanoziva drip😅
Neighbor anotongondiita grt ndichingonzwa kasong kekutanga ako🤣🤣🤣💔
Ah zvayapera ichangotanga tavaraidzwa, ndabva ndaona kuti rudo kana makomo rwunosimudza
This episode is hilarious! Well done guys. Ndaseka zvangu ndega
🤣Thandi to e fullest hanz zvitori mundipe shirt ndiite dress....🤣🤣🤣Mhamhito kumutsa Nebha mudrip here kkkkk... Thanks to sis vemu tuckshop vabvisisa drip kkkkkk mwana anga atozvitamba🤣🤣🤣chanhas mahora haaa this wk makaipirwa team Magtom
Nhasi ndaseka, can’t stop laughing
Magtom yakaipirwa
Hanzi nasisy weku tuckshop ndokuda uchipfeka mupfekero wako uya nechiHat chepurple 🤣🤣🤣🤣🤣
Kkkk Thandie wanga warova wena
Ndanakidzwa wakuti daddy vakuti (your your
Haa Thandi you are the best go girl
Kkkkkk Thandie is number 1 asi hembe dzouya nekaSoftware kacho
Kkkkkkkkkk apindira wizkid paMagtom u are the best guys
Welcome back Thandiii ❤️❤️❤️❤️❤️